Nehemiah 13:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndikaȿika Jerusarema, ndikanzwa ɀakaipa ɀakaŋga ɀaitwa naEriashibi kuti wakaŋga agadzirira Tobia kamuri paruʋazhe rweimba yaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndokudzokera kuJerusarema. Ipapo ndakanzwa pamusoro pechinhu chakaipa chakanga chaitwa naEriashibhi chokuti akagadzirira Tobhia kamuri muruvazhe rweimba yaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndokubva ndadzokera kuJerusaremu. Ndopandakachizoziva uipi hwakanga hwaitwa naEriyashibhu hokugadzirira Tobhiya imba munhandare dzemba yaMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndikasvika Jerusaremu, ndikanzwa zvakaipa zvakanga zvaitwa naEriashibhi, kuti wakanga agadzirira Tobhia kamuri paruvazhe rweimba yaMwari.
Shona 2009?
ndikasvika Jerusaremu, ndikanzwa zvakaipa zvakanga zvaitwa naEriashibhi, kuti wakanga agadzirira Tobhia kamuri paruvazhe rweimba yaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
ndikasvika Jerusaremu, ndikanzwa zvakaipa zvakanga zvaitwa naEriashibhi, kuti wakanga agadzirira Tobhia kamuri paruvazhe rweimba yaMwari.