Nehemiah 13:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikaʋa neshuŋgu kwaɀo; saka ndakarashira kunze kwekamuri nhumbi dzose dzaTobia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakashatirwa zvikuru ndokurasira kunze kwemba, midziyo yose yaTobhia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakandishatirisa kwazvo, ndikakanda kunze kwemba iyoyo midziyo yose yaTobhiya yomumba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikava neshungu kwazvo; saka ndakarashira kunze kwekamuri nhumbi dzose dzaTobhia.
Shona 2009?
Ndikava neshungu kwazvo; saka ndakarashira kunze kwekamuri nhumbi dzose dzaTobhia.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikava neshungu kwazvo; saka ndakarashira kunze kwekamuri nhumbi dzose dzaTobhia.