Nehemiah 13:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndakaraira ʋakanatsa makamuri; ndikadzosera’mo ɀe midziyo yeimba yaMŋari, pamŋe cete neɀipiriso ɀoʋupfu neɀinonhuwira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakarayira kuti makamuri acheneswe, ndokubva ndadzorera imomo midziyo yose yeimba yaMwari, pamwe chete nezvipiriso zvezviyo nezvinonhuwira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakaudza vanhu kuzochenura dzimba idzodzo ndokuzodzoreramo kwandakaita midziyo yemba yamwari pamwechete nomupiro wembesanwa newerusenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndakaraira vakanatsa makamuri; ndikadzoseramozve midziyo yeimba yaMwari, pamwechete nezvipiriso zvoupfu nezvinonhuwira.
Shona 2009?
Ipapo ndakaraira vakanatsa makamuri; ndikadzoseramozve midziyo yeimba yaMwari, pamwechete nezvipiriso zvoupfu nezvinonhuhwira.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndakaraira vakanatsa makamuri; ndikadzoseramozve midziyo yeimba yaMwari, pamwechete nezvipiriso zvoupfu nezvinonhuwira.