Nehemiah 2:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Sanbarati muHoroni, naTobia muranda, muAmoni, ʋakati ʋanzwa kuti kwakaŋga kwaȿika munhu kuzotȿaka kuitira ʋana ʋaIsraeri ɀakanaka, ɀikaʋaʋodza mŋoyo kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sanibharati muHoroni naTobhia muranda wavaAmoni pavakazvinzwa vakashatirwa kwazvo vachiti kwauya mumwe anoda kusimudzira magariro akanaka avaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvi pazvakasvika munzeve dzaSanibharati muHoroni nerimwewo jinda rainzi Tobhiya muAmoni zvakavatsamwisa kwazvo kuti kune mumwe atouya achivavarira kuti zvinhu zvifambire vanhu vechiIsiraeri zvakanaka vabudirire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Sanibharati muHoroni, naTobhia muranda, muAmoni, vakati vanzwa kuti kwakanga kwasvika munhu kuzotsvaka kuitira vana vaIsiraeri zvakanaka, zvikavaodza mwoyo kwazvo.
Shona 2009?
Asi Sanibharati muHoroni, naTobhia muranda, muAmoni, vakati vanzwa kuti kwakanga kwasvika munhu kuzotsvaka kuitira vana vaIsiraeri zvakanaka, zvikavaodza moyo kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Sanibharati muHoroni, naTobhia muranda, muAmoni, vakati vanzwa kuti kwakanga kwasvika munhu kuzotsvaka kuitira vana VaIsiraeri zvakanaka, zvikavaodza mwoyo kwazvo.