Nehemiah 2:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Sanbarati muHoroni, naTobia muranda, muAmoni, naGeshemi, muArabia, ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakatiseka, nokutininipisa, ʋakati: Cinyiko ici camunoita? Munoɗa kumukira mambo kanhi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Sanibharati muHoroni, naTobhia muranda wavaAmoni naGeshemu muArabhia vakati vazvinzwa, vakatiseka uye vakatizvidza. Vakatibvunza vachiti, “Chiiko ichi chamuri kuita? Muri kumukira mambo kanhi?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Sanibharati muHoroni nejinda riya Tobhiya muAmoni naGeshemu muArabhu pavakazvinzwa vakatisveeredza vachitishora vachiti, “Chamuri kuita ndochii ichochi? Kupandukira mamboka uku?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Sanibharati muHoroni, naTobhia muranda, muAmoni, naGeshemu, muArabhia, vakati vachinzwa, vakatiseka, nokutininipisa, vakati, “Chinyiko ichi chamunoita? Munoda kumukira mambo kanhi?”
Shona 2009?
Asi Sanibharati muHoroni, naTobhia muranda, muAmoni, naGeshemu, muArabhia, vakati vachinzwa, vakatisweveredza, nokutininipisa, vakati, "Chinyiko ichi chamunoita? Munoda kumukira mambo kanhi?"
Shona SUB 2002 Bible
Asi Sanibharati muHoroni, naTobhia muranda, muAmoni, naGeshemu, muArabhia, vakati vachinzwa, vakatiseka, nokutininipisa, vakati, “Chiiko ichi chamunoita? Munoda kumukira mambo kanhi?”