Nehemiah 2:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo akati kwandiri: Unokumbireiko? Ɀino ndikanyeŋgetera kunaMŋari wokuɗeŋga,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akati kwandiri, “Chii chauri kuda?” Ipapo ndakanyengetera kuna Mwari wokudenga,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akanditi, “Chichemo chako ipapa ndechei?” Ini ndakati namatei zvangu kuna Mwari Wedenga,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo akati kwandiri, “Unokumbireiko?” Zvino ndikanyengetera kuna Mwari wokudenga,
Shona 2009?
Ipapo mambo akati kwandiri, "Unokumbireiko?" Zvino ndikanyengetera kuna Mwari wokudenga,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo akati kwandiri, “Unokumbireiko?” Zvino ndikanyengetera kuna Mwari wokudenga,