Nehemiah 3:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Markia mŋanakomana waHarimi, naHashubi mŋanakomana waPahati‐moabi, ʋakagadzira rumŋe rutiʋi, neshoŋgwe yamaʋira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Marikija mwanakomana waHarimu naHashubhi mwanakomana waPahatiMoabhu vakagadzira chimwe chikamu uye neShongwe yeMahovhoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Marikiya mwanakomana waHarimu naHashubhu mwanakomana waPahatimoabhu vakavakazve chimwe chimbimbi chacho neNharirire yeZvoto.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Marikia mwanakomana waHarimi, naHashubhi mwanakomana waPahatimoabhi, vakagadzira rumwe rutivi, neshongwe yamavira.
Shona 2009?
Marikia mwanakomana waHarimi, naHashubhi mwanakomana waPahatimoabhi, vakagadzira rumwe rutivi, neshongwe yamavira.
Shona SUB 2002 Bible
Marikia mwanakomana waHarimi, naHashubhi mwanakomana waPahatimoabhu, vakagadzira rumwe rutivi, neshongwe yamavira.