Nehemiah 3:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kurutiʋi rwake kwakagadzirwa naSharumi mŋanakomana waHaroheshi, muɓati wehafu yenyika yeJerusarema, iye naʋakunda ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sharumi mwanakomana waHaroheshi, mutongi wehafu yerimwe dunhu reJerusarema, akagadzira chikamu chaitevera achibatsirwa navanasikana vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akateverwa naSharumu mwanakomana waHaroheshi mutongi wechimwe chikamu cheJerusaremu kugadzira kwacho iye navakunda vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kurutivi rwake kwakagadzirwa naSharumi mwanakomana waHaroheshi, mubati wehafu yenyika yeJerusaremu, iye navakunda vake.
Shona 2009?
Kurutivi rwake kwakagadzirwa naSharumi mwanakomana waHaroheshi, mubati wehafu yenyika yeJerusaremu, iye navakunda vake.
Shona SUB 2002 Bible
Kurutivi rwake kwakagadzirwa naSharumi mwanakomana waHaroheshi, mubati wehafu yenyika yeJerusaremu, iye navakunda vake.