Nehemiah 3:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Suʋo ramarara rakagadzirwa naMarkiya mŋanakomana waRekabi, muɓati wenyika yeBeti‐hakeremi; iye wakariʋaka, nokutimika magonhi aro, nekiyi dzaro, namazariro aro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Marikija mwanakomana waRekabhu, mutongi wedunhu reBheti Hakeremu akagadzira Suo reMarara. Akarivaka patsva ndokuisa makonhi aro namabhaudi namazariro panzvimbo yazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Marikiya mwanakomana wokwaRekabhu mutongi wedunhu reBhetihakeremu akagadziridza suo guru rokuMarara. Akarivakazve akariisa magonhi aro nezvihuri zvaro namazariro aro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Suo ramarara rakagadzirwa naMarikiya mwanakomana waRekabhi, mubati wenyika yeBhetihakeremi; iye akarivaka, nokutimika magonhi aro, nekiyi dzaro, namazariro aro.
Shona 2009?
Suo ramarara rakagadzirwa naMarikiya mwanakomana waRekabhi, mubati wenyika yeBhetihakeremi; iye akarivaka, nokutimika magonhi aro, nekiyi dzaro, namazariro aro.
Shona SUB 2002 Bible
Suwo ramarara rakagadzirwa naMarikiya mwanakomana waRekabhi, mubati wenyika yeBhetihakeremi; iye akarivaka, nokutimika magonhi aro, nekiyi dzaro, namazariro aro.