Nehemiah 3:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hama dzaʋo ndidzo dzakamuteʋera pakugadzira, Bavai mŋanakomana waHenadadi, muɓati wehafu yenyika yeKeira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaimutevera pakugadzira, vanhu venyika yavo vaiva pasi paBhinui mwanakomana waHenadhadhi, mutongi weimwe hafu yeKeira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndopanouyawo hama dzavo idzi dzaiti Bhavhai mwanakomana waHenadhadhi mutongi wechimwe chikamu chedunhu reKeira
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hama dzavo ndidzo dzakamutevera pakugadzira, Bhavhai mwanakomana waHenadhadhi, mubati wehafu yenyika yeKeira.
Shona 2009?
Hama dzavo ndidzo dzakamutevera pakugadzira, Bhavhai mwanakomana waHenadhadhi, mubati wehafu yenyika yeKeira.
Shona SUB 2002 Bible
Hama dzavo ndidzo dzakamutevera pakugadzira, Bhavhai mwanakomana waHenadhadhi, mubati wehafu yenyika yeKeira.