Nehemiah 3:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kurutiʋi rwake Ezeri mŋanakomana waJeshua, muɓati weMizpa, wakagadzira mumŋe mupanda, pakatarisana neimba yenhumbi dzehondo, pakona yoruȿiŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aimutevera ndiEzeri mwanakomana waJeshua, mutongi weMizipa, akagadzira chimwe chikamu kubva pamukwidza wakatarisana neimba yezvombo zvehondo kusvikira pakona.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwouya Ezero mwanakomana waJeshua mutongi weMizipa. Ndiye akagadziridza chimwe chimbimbi chepakatarisana nokunochengeterwa zvombo zvehondo pamukwidza kana kuti kona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kurutivi rwake Ezeri mwanakomana waJeshua, mubati weMizipa, akagadzira mumwe mupanda, pakatarisana neimba yenhumbi dzehondo, pakona yorusvingo.
Shona 2009?
Kurutivi rwake Ezeri mwanakomana waJeshua, mubati weMizipa, akagadzira mumwe mupanda, pakatarisana neimba yenhumbi dzehondo, pakona yorusvingo.
Shona SUB 2002 Bible
Kurutivi rwake Ezeri mwanakomana waJeshua, mubati weMizipa, akagadzira mumwe mupanda, pakatarisana neimba yenhumbi dzehondo, pakona yorusvingo.