Nehemiah 3:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kurutiʋi rwake kwakaʋakwa naʋarume ʋeJeriko. Kurutiʋi rwaʋo kwakaʋakwa naZakuri mŋanakomana waImri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume veJeriko vakavaka chikamu chaiva pedyo, uye Zakuri mwanakomana waImuri akavaka parutivi rwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakagamhwa navarume vokuJeriko kuvaka kumberi kwacho ndokugamhwawo kuvaka kumberi naZakuri mwanakomana wokwaImuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kurutivi rwake kwakavakwa navarume veJeriko. Kurutivi rwavo kwakavakwa naZakuri mwanakomana waImiri.
Shona 2009?
Kurutivi rwake kwakavakwa navarume veJeriko. Kurutivi rwavo kwakavakwa naZakuri mwanakomana waImiri.
Shona SUB 2002 Bible
Kurutivi rwake kwakavakwa navarume veJeriko. Kurutivi rwavo kwakavakwa naZakuri mwanakomana waImiri.