Nehemiah 3:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Baruki mŋanakomana waZabai wakamuteʋera akagadzira nokushiŋgaira mumŋe mupanda, kubva pakona yoruȿiŋgo kuȿikira pamukoʋa weimba yaEriashibi muprista mukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bharuki mwanakomana waZabhai akamutevera, akagadzira chimwe chikamu nomwoyo wose kubva pakona zvichienda pamusuo weimba yaEriashibhi muprista mukuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achiteverwa kuvaka chimwewo chacho naBharuki mwanakomana waZabhai akagadziridza kubvira paKona ipapo kusvikira kumusuo wemba yaEriyashibhi mupristi mukuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bharuki mwanakomana waZabhai wakamutevera akagadzira nokushingaira mumwe mupanda, kubva pakona yorusvingo kusvikira pamukova weimba yaEriashibhi mupristi mukuru.
Shona 2009?
Bharuki mwanakomana waZabhai wakamutevera akagadzira nokushingaira mumwe mupanda, kubva pakona yorusvingo kusvikira pamukova weimba yaEriashibhi muprista mukuru.
Shona SUB 2002 Bible
Bharuki mwanakomana waZabhai wakamutevera akagadzira nokushingaira mumwe mupanda, kubva pakona yorusvingo kusvikira pamukova weimba yaEriashibhi Mupristi Mukuru.