Nehemiah 3:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Meremoti mŋanakomana waUria, mŋanakomana waHakozi, wakamuteʋera akagadzira mumŋe mupanda, kubva pamukoʋa weimba yaEriashibi, kuȿikira pakuguma kweimba yaEriashibi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aimutevera, ndiMeromoti mwanakomana waUria, mwanakomana waHakozi, akagadzira chimwe chikamu, kubva pamusuo weimba yaErishibhi kusvikira painoguma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akateverwawo naMerimoti mwanakomana wokwaUriya mwanakomana waHakozi akagadziridza chimwe chidimu kutangira kumusuo wemba yaEriyashibhi kusvikirawo panoperera imba yacho yaEriyashibhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Meremoti mwanakomana waUriya, mwanakomana waHakozi, akamutevera akagadzira mumwe mupanda, kubva pamukova weimba yaEriashibhi, kusvikira pakuguma kweimba yaEriashibhi.
Shona 2009?
Meremoti mwanakomana waUriya, mwanakomana waHakozi, akamutevera akagadzira mumwe mupanda, kubva pamukova weimba yaEriashibhi, kusvikira pakuguma kweimba yaEriashibhi.
Shona SUB 2002 Bible
Meremoti mwanakomana waUriya, mwanakomana waHakozi, akamutevera akagadzira mumwe mupanda, kubva pamukova weimba yaEriashibhi, kusvikira pakuguma kweimba yaEriashibhi.