Nehemiah 3:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Benjamini naHashubi ndiʋo ʋakaʋateʋera pakugadzira pakatarisana neimba yaʋo. Azaria mŋanakomana waMaaseya, mŋanakomana waAnania, wakaʋateʋera pakugadzira parutiʋi rweimba yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumashure mavo, Bhenjamini naHashubhi vakazogadzira mberi kweimba yavo; uye aivatevera, Azaria mwanakomana waMaaseya, mwanakomana waAnania, akagadzira parutivi rweimba yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwouya Bhenjamini naHashubhu, ava vakagadziridza pakanga pakatarisana nepane dzimba dzavo tevere Azariya mwanakomana waMaaseya mwanakomana waAnaniya akagadzirawo parutivi pemba yake
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bhenjamini naHashubhi ndivo vakavatevera pakugadzira pakatarisana neimba yavo. Azaria mwanakomana waMaaseya, mwanakomana waAnania, akavatevera pakugadzira parutivi rweimba yake.
Shona 2009?
Bhenjamini naHashubhi ndivo vakavatevera pakugadzira pakatarisana neimba yavo. Azaria mwanakomana waMaaseya, mwanakomana waAnania, akavatevera pakugadzira parutivi rweimba yake.
Shona SUB 2002 Bible
Bhenjamini naHashubhi ndivo vakavatevera pakugadzira pakatarisana neimba yavo. Azaria mwanakomana waMaaseya, mwanakomana waAnania, akavatevera pakugadzira parutivi rweimba yake.