Nehemiah 3:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Binui mŋanakomana waHenadadi wakamuteʋera pakugadzira mumŋe mupanda, kubva paimba yaAzaria kuȿikira pakona yoruȿiŋgo, kundoȿika ɀe pakona.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aimutevera, Bhinui mwanakomana waHanadhadhi akagadzira chimwe chikamu, kubva paimba yaAzaria kusvikira pakona nokune imwezve kona,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achiteverwawo naBhinai mwanakomana waBhenadhadhi akagadzirawo chimwewo chidimu chacho kubvira pamba paAzariya kudzamara paKona paye kusvikirawo paye panotenderera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bhinui mwanakomana waHenadhadhi akamutevera pakugadzira mumwe mupanda, kubva paimba yaAzaria kusvikira pakona yorusvingo, kundosvikazve pakona.
Shona 2009?
Bhinui mwanakomana waHenadhadhi akamutevera pakugadzira mumwe mupanda, kubva paimba yaAzaria kusvikira pakona yorusvingo, kundosvikazve pakona.
Shona SUB 2002 Bible
Bhinui mwanakomana waHenadhadhi akamutevera pakugadzira mumwe mupanda, kubva paimba yaAzaria kusvikira pakona yorusvingo, kundosvikazve pakona.