Nehemiah 3:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
(Ɀino ʋaNetinimi ʋaigara Oferi, kuȿikira pakatarisana nesuʋo remvura kurutiʋi rwamabvazuʋa rweshoŋgwe yakaɓuɗa kunze.)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
navashandi vomutemberi vaigara pamusoro pegomo reOferi vakagadzira kusvikira panzvimbo yakatarisana neSuo reMvura kwakananga kumabvazuva uye napanobudikira neshongwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nevashandi vepatemberi vainge vachigara kuOferu, vakagadziridzawo kubva ipapo kusvikira pakatarisana nesuo guru rokumvura kumabvazuva nenharire iya inoonekwa nepamusoro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
(Zvino vaNetinimi vaigara Oferi, kusvikira pakatarisana nesuo remvura kurutivi rwamabvazuva rweshongwe yakabuda kunze.)
Shona 2009?
(Zvino vaNetinimi vaigara Oferi, kusvikira pakatarisana nesuo remvura kurutivi rwamabvazuva rweshongwe yakabuda kunze.)
Shona SUB 2002 Bible
(Zvino vaNetinimi vaigara Oferi, kusvikira pakatarisana nesuwo remvura kurutivi rwamabvazuva rweshongwe yakabuda kunze.)