Nehemiah 3:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Markiya mumŋe waʋapfuri ʋendarama, wakamuteʋera pakugadzira kuȿikira kudzimba dzaʋaNetinimi nedzaʋateŋgesi, pakatarisana nesuʋo raHamifekadi, kuȿikira pakamuri yokumsoro iri pakona.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumashure make Marikia, mumwe wavapfuri vegoridhe, vakagadzira kusvikira kuimba yavashandi vetemberi navatengesi, pakatarisana neSuo Rokuongorora, uye kusvikira paimba iri pamusoro pekona;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aimutevera ndiMarikiya mumwe wemhizha dzezvendarama akagadziridzawo kubvirapo kusvikira kudzimba dzavashandi vepatemberi nedzevanhu vemhindu dzokutengesa zvinhu pakatarisana nesuo guru rokuOngororera vanhu nokukamba kepamusoro kekukona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Marikiya mumwe wavapfuri vendarama, wakamutevera pakugadzira kusvikira kudzimba dzavaNetinimi nedzavatengesi, pakatarisana nesuo raHamifekadhi, kusvikira pakamuri yokumusoro iri paimba.
Shona 2009?
Marikiya mumwe wavapfuri vendarama, wakamutevera pakugadzira kusvikira kudzimba dzavaNetinimi nedzavatengesi, pakatarisana nesuo raHamifekadhi, kusvikira pakamuri yokumusoro iri paimba.
Shona SUB 2002 Bible
Marikiya mumwe wavapfuri vendarama, wakamutevera pakugadzira kusvikira kudzimba dzavaNetinimi nedzavatengesi, pakatarisana nesuwo raHamifekadhi, kusvikira pakamuri yokumusoro iri paimba.