Nehemiah 3:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kurutiʋi rwaʋo kwakagadzirwa naMeremoti mŋanakomana waUria, mŋanakomana waHakozi. Kurutiʋi rwaʋo kwakagadzirwa naMeshurami mŋanakomana waBerekia, mŋanakomana waMeshezaberi. Kurutiʋi rwaʋo kwakagadzirwa naZadoki mŋanakomana waBaana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Meromoti mwanakomana waUria, mwanakomana waHakozi akagadzira chikamu chaitevera. Aimutevera pakugadzira aiva Meshurami mwanakomana waBherekia, mwanakomana waMeshebhezeri, uye aitevera mushure make ari Zadhoki mwanakomana waBhaana, akagadzirawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kubva ipapo, Meremoti mwanakomana wokwaUriya mwana waHakozi ndiye akagadzira zvichienda mberi. Mberi kwaiyeyu kukavakwa naMeshuramu mwanakamana waBherekiya mwana wokwaMeshezabheri. Pamberi pacho pakagadzirwa naZadhoki mwanakomana waBhaana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kurutivi rwavo kwakagadzirwa naMeremoti mwanakomana waUriya, mwanakomana waHakozi. Kurutivi rwavo rwakagadzirwa naMeshurami mwanakomana waBherekia, mwanakomana waMeshezabheri. Kurutivi rwavo kwakagadzirwa naZadhoki mwanakomana waBhaana.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible