Nehemiah 3:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Suʋo rekare rakagadzirwa naJoyada mŋanakomana waPasea, naMeshurami mŋanakomana waBesodeya; iʋo ʋakaisa matanda aro, nokutimika magonhi aro, nekiyi dzaro, namazariro aro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Suo raJeshana rakagadzirwa naJoyadha mwanakomana waPasea naMeshurami mwanakomana waBhesodheya. Vakaisa matanda aro okuchinjika ndokuisa makonhi namabhaudhi namazariro panzvimbo yawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joyadha mwanakomana waPaseya naMeshuramu mwanakomana waBhesodheya ndivo vakagadziridza suo guru reChinyakare. Vakaisa magwatidziro aro vakaisa magonhi aro nezvihuri zvaro namazariro aro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Suo rekare rakagadzirwa naJoyadha mwanakomana waPasea, naMeshurami mwanakomana waBhesodheya; ivo vakaisa matanda aro, nokutimika magonhi aro, nekiyi dzaro, namazariro aro.
Shona 2009?
Suo rekare rakagadzirwa naJoyadha mwanakomana waPasea, naMeshurami mwanakomana waBhesodheya; ivo vakaisa matanda aro, nokutimika magonhi aro, nekiyi dzaro, namazariro aro.
Shona SUB 2002 Bible
Suwo rekare rakagadzirwa naJoyadha mwanakomana waPasea, naMeshurami mwanakomana waBhesodheya; ivo vakaisa matanda aro, nokutimika magonhi aro, nekiyi dzaro, namazariro aro.