Nehemiah 3:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kurutiʋi rwaʋo kwakagadzirwa naRefaya mŋanakomana waHuri, muɓati wehafu yenyika yeJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Refaya mwanakomana waHuri, mutongi wehafu yerimwe dunhu reJerusarema, akagadzira chikamu chaitevera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mberi kwaivava kwakaitwawo naRefaya mwanakomana waHuru mutongi wechimwe chikamu cheJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kurutivi rwavo kwakagadzirwa naRefaya mwanakomana waHuri, mubati wehafu yenyika yeJerusaremu.
Shona 2009?
Kurutivi rwavo kwakagadzirwa naRefaya mwanakomana waHuri, mubati wehafu yenyika yeJerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Kurutivi rwavo kwakagadzirwa naRefaya mwanakomana waHuri, mubati wehafu yenyika yeJerusaremu.