Nehemiah 4:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Sanbarati wakati acinzwa kuti toʋaka ruȿiŋgo, akatsamŋa, akaʋa neshuŋgu kwaɀo, akaseka ʋaJuda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Sanibharati paakanzwa kuti takanga tava kuvakazve rusvingo, akatsamwa uye akava nehasha kwazvo. Akashora vaJudha,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino pakanzwa Sanibharati kuti tavakuvaka rusvingo akashatirwa akapaka nehasha akashora vaJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Sanibharati akati achinzwa kuti tovaka rusvingo, akatsamwa, akava neshungu kwazvo, akaseka vaJudha.
Shona 2009?
Asi Sanibharati akati achinzwa kuti tovaka rusvingo, akatsamwa, akava neshungu kwazvo, akaseka vaJudha.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Sanibharati akati achinzwa kuti tovaka rusvingo, akatsamwa, akava neshungu kwazvo, akaseka vaJudha.