Nehemiah 4:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋadziʋisi ʋeɗu ʋakati: Ŋgaʋarege kuziʋa kana kuʋona cinhu, kuȿikira taʋa pakati paʋo, tikaʋaʋuraya nokumisa ɓasa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyezve vavengi vedu vakati, “Vasati vazviziva kana kutiona, tichatenge tavapo pakati pavo uye tichavauraya tigoparadza basa ravo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vavengi vedu vaiti, “Ngativasvikirei pasina chavari kuziva vasingatione tingoerekana tava pakati pavo chaipo tigovauraya basa rimire.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vadzivisi vedu vakati, “Ngavarege kuziva kana kuona chinhu, kusvikira tava pakati pavo, tikavauraya nokumisa basa.”
Shona 2009?
Vadzivisi vedu vakati, "Ngavarege kuziva kana kuona chinhu, kusvikira tava pakati pavo, tikavauraya nokumisa basa."
Shona SUB 2002 Bible
Vadzivisi vedu vakati, “Ngavarege kuziva kana kuona chinhu, kusvikira tava pakati pavo, tikavauraya nokumisa basa.”