Nehemiah 4:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaJuda ʋakaŋga ʋagere naʋo, ʋakati ʋaciȿika kwatiri, ʋacibva kunɀimbo dzose, ʋakati kwatiri kagumi: Munofanira kudzokera kwatiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vaJudha vakanga vagere pedyo navo vakauya vakatitaurira rune gumi vachiti, “Kupi nokupi kwamuchaenda, vachauya kuzotirwisa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti kwauya vaJudha vainge vari vavakidzani navo vakatiudza kagumi kagumi vachiti, “Chero kupi nokupi zvako kwamunotendeukira vanotimukira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaJudha vakanga vagere navo, vakati vachisvika kwatiri, vachibva kunzvimbo dzose, vakati kwatiri kagumi, “Munofanira kudzokera kwatiri.”
Shona 2009?
Zvino vaJudha vakanga vagere navo, vakati vachisvika kwatiri, vachibva kunzvimbo dzose, vakati kwatiri kagumi, "Munofanira kudzokera kwatiri."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vaJudha vakanga vagere navo, vakati vachisvika kwatiri, vachibva kunzvimbo dzose, vakati kwatiri kagumi, “Munofanira kudzokera kwatiri.”