Nehemiah 4:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tikaɓata paɓasa saiɀoɀo; hafu yaʋo ʋaiɓata minondo kubva maŋgwanani kuȿikira nyeredzi dziciɓuɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka takafambira mberi nebasa, hafu yavarume yakabata mapfumo, kubva mambakwedza kusvikira nyeredzi dzichibuda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo takaita basa chimwe chikamu chavo chaiswera chakabipitira mapfumo kubvira mambakwedza kudzamara nyenyedzi dzabuda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tikabata pabasa saizvozvo; hafu yavo vaibata kubva mangwanani kusvikira nyeredzi dzichibuda.
Shona 2009?
Tikabata pabasa saizvozvo; hafu yavo vaibata kubva mangwanani kusvikira nyeredzi dzichibuda.
Shona SUB 2002 Bible
Tikabata pabasa saizvozvo; hafu yavo vaibata kubva mangwanani kusvikira nyenyedzi dzichibuda.