Nehemiah 4:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ini, kunyaŋge hama dzaŋgu, kana ʋaranda ʋaŋgu, kana ʋarindi ʋainditeʋera, hakuna‐nomumŋe weɗu wakabvisa ŋguʋo dzake, mumŋe nomumŋe wakandonwa mvura nenhumbi dzake dzokurwa nadzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino ini nehama dzangu kana vanhu vangu kana varindi vaiva neni hatina kubvisa nguo dzedu; mumwe nomumwe aiva nomunondo wake, kunyange paaienda kundonwa mvura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sokudaro ini nehama dzangu navashandi vangu navarume vokundichengetedza vaya vainditevera hapana akabvisa hanzu dzake munhu wese aigara akabatira muruoko zvombo zvokurwa nazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo ini kunyange hama dzangu, kana varanda vangu, kana varindi vainditevera, hakuna nomumwe wedu akabvisa nguo dzake, mumwe nomumwe wakandonwa mvura nenhumbi dzake dzokurwa nadzo.
Shona 2009?
Naizvozvo ini kunyange hama dzangu, kana varanda vangu, kana varindi vainditevera, hakuna nomumwe wedu akabvisa nguvo dzake, mumwe nomumwe wakandomwa mvura nenhumbi dzake dzokurwa nadzo.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo ini kunyangwe hama dzangu, kana varanda vangu, kana varindi vainditevera, hakuna nomumwe wedu akabvisa nguo dzake, mumwe nomumwe wakandonwa mvura nenhumbi dzake dzokurwa nadzo.