Nehemiah 4:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Regai kufukidza ɀakaipa ɀaʋo, neɀiʋi ɀaʋo ŋgaɀirege kudzimŋa pamberi penyu; nokuti ʋaka ku tsamŋisai pamberi paʋaʋaki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musafukidza kuipa kwavo kana kudzima zvivi zvavo pamberi penyu, nokuti vakakusha mashoko okutuka pamberi pavavaki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Regai kuti mhosva dzavo dzifusirwe kana kumbodzima zvako pameso penyu chitadzo chavo nokuti zvavaita izvi kutodenha hasha dzenyu ikoku pana vavaki.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Regai kufukidza zvakaipa zvavo, nezvivi zvavo ngazvirege kudzimwa pamberi penyu; nokuti vakakutsamwisai pamberi pavavaki.”
Shona 2009?
"Regai kufukidza zvakaipa zvavo, nezvivi zvavo ngazvirege kudzimwa pamberi penyu; nokuti vakakutsamwisai pamberi pavavaki."
Shona SUB 2002 Bible
“Regai kufukidza zvakaipa zvavo, nezvivi zvavo ngazvirege kudzimwa pamberi penyu; nokuti vakakutsamwisai pamberi pavavaki.”