Nehemiah 4:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi isu takanyeŋgetera kunaMŋari weɗu, tikaisa ʋarindi kuʋarindira masikati noʋusiku nemhaka yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi takanyengetera kuna Mwari wedu tikaisawo murindi masikati nousiku kuti adzivirire kutyisidzira uku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Takanamata kuna Mwari wedu tikaisa vagariri siku nesikati vokudzivirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi isu takanyengetera kuna Mwari wedu, tikaisa varindi kuvarindira masikati nousiku nemhaka yavo.
Shona 2009?
Asi isu takanyengetera kuna Mwari wedu, tikaisa varindi kuvarindira masikati nousiku nemhaka yavo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi isu takanyengetera kuna Mwari wedu, tikaisa varindi kuvarindira masikati nousiku nemhaka yavo.