Nehemiah 5:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kunyunyuta kukuru kwakamuka pakati paʋanhu naʋakadzi ʋaʋo pamsoro pehama dzaʋo ʋaJuda. [kuteŋgesa]
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino kwakava nokuchema kukuru kwavarume navakadzi vavo pamusoro pehama dzavo vaJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kwakazvomuka kuchema-chema kukuru kwazvo vanhu navakadzi vavo vachigunun'unira hama dzavo dzechiJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kunyunyuta kukuru kwakamuka pakati pavanhu navakadzi vavo pamusoro pehama dzavo vaJudha.
Shona 2009?
Zvino kunyunyuta kukuru kwakamuka pakati pavanhu navakadzi vavo pamusoro pehama dzavo vaJudha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kunyunyuta kukuru kwakamuka pakati pavanhu navakadzi vavo pamusoro pehama dzavo vaJudha.