Nehemiah 5:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neni ʋo, nehama dzaŋgu naʋaranda ʋaŋgu, takaʋapa cikwerete cemari neɀiyo, ticireʋa mhindu. Haiwa, ŋgatirege mhindu iyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ini nehama dzangu uye navaranda vangu tiri kukweretesa vanhu mari nezviyo. Asi izvo zvokureva mhindu ngazvigume!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini nehama dzangu nevashandi vangu tinovakweretesawo wani mari nembesanwa. Zvechimbadzo izvi, ngatiregei.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Neniwo nehama dzangu navaranda vangu, takavapa chikwerete chemari nezviyo, tichireva mhindu. Haiwa, ngatirege mhindu iyo.
Shona 2009?
Neniwo nehama dzangu navaranda vangu, takavapa chikwereti chemari nezviyo, tichireva mhindu. Haiwa, ngatirege mhindu iyo.
Shona SUB 2002 Bible
Neniwo nehama dzangu navaranda vangu, takavapa chikwereti chemari nezviyo, tichireva mhindu. Haiwa, ngatirege mhindu iyo.