Nehemiah 5:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋaɓati ʋokutaŋga, ʋakanditaŋgira, ʋairemedza ʋanhu, ʋacitora kwaʋari ɀokudya newaini, ʋuye ʋo mashekeri esirveri anamakumi manna; naʋaranda ʋaʋo ʋo ʋaiɓata ʋanhu nehasha; asi ini handina‐kuita saiɀoɀo, nokuti ndakatya Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vabati vokutanga, avo vakanditangira, vairemedza vanhu uye vaitora kubva kwavari mashekeri makumi manaa esirivha, pamusoro pezvo vachitorazve zvokudya newaini. Kunyange vabatsiri vavo vairemedzawo vanhu. Asi ini handina kuita izvozvo nokuti ndaitya Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Magavhuna akanditangira akanga achitakudza vanhu mitoro inorema vachitovatorera zvokudya newaini pamwechete namakumi mana emari yesirivha yamashekeri. Kunyangova vashandi vavo, vaitoremedzawo kwazvo vanhu. Asi ini handaiita saizvozvo pamusana pokutya Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vabati vokutanga, vakanditangira, vairemedza vanhu, vachitora kwavari zvokudya newaini, uyewo mashekeri esirivha ana makumi mana; navaranda vavowo vaibata vanhu nehasha; asi ini handina kuita saizvozvo, nokuti ndakatya Mwari.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible