Nehemiah 5:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye patafura yaŋgu pakaŋga panaʋaJuda naʋaɓati, ʋarume ʋanezana namakumi mashanu, aʋo ʋaiʋuya kwatiri ʋacibva kuʋahedeni ʋakaŋga ʋakatipoteredza ʋasiŋgaʋereŋgwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro paizvozvo, vaJudha zana namakumi mashanu navabati, pamwe chete navaHeti vaibva kumarudzi akatikomberedza, vaidya patafura yangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chimwewo ndechokuti vaidya pamwechete neni pateburu yangu, vaiva varume zana namakumi mashanu vechiJudha namakurukota pamwechete navaiuya kwatiri vokumarudzi akanga akatipoteredza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye patafura yangu pakanga pana vaJudha navabati, varume vane zana namakumi mashanu, avo vaiuya kwatiri vachibva kuvahedheni vakanga vakatipoteredza vasingaverengwi.
Shona 2009?
Uye patafura yangu pakanga pana vaJudha navabati, varume vane zana namakumi mashanu, avo vaiuya kwatiri vachibva kuvahedheni vakanga vakatipoteredza vasingaverengwi.
Shona SUB 2002 Bible
Uye patafura yangu pakanga pana vaJudha navabati, varume vane zana namakumi mashanu, avo vaiuya kwatiri vachibva kuvahedheni vakanga vakatipoteredza vasingaverengwi.