Nehemiah 5:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiraŋgarirei, Mŋari waŋgu, mundiitire ɀakanaka nokuɗa kweɀose ɀandakaitira rudzi urwu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Mwari wangu, ndirangarirei henyu nenyasha, nokuda kwezvose zvandakaitira vanhu ava.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiyeukeiwo ini Mwari kuti zvinhu zvindifambirewo zvakanaka pamusana pezvandakaitira vanhu ava.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndirangarirei, Mwari wangu, mundiitire zvakanaka nokuda kwezvose zvandakaitira rudzi urwu.
Shona 2009?
Ndirangarirei, Mwari wangu, mundiitire zvakanaka nokuda kwezvose zvandakaitira rudzi urwu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndirangarirei, Mwari wangu, mundiitire zvakanaka nokuda kwezvose zvandakaitira rudzi urwu.