Nehemiah 5:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋamŋe ʋakati: Isu naʋanakomana ʋeɗu tiri ʋazhinji; ŋgatipiwe ɀiyo, tidye, tirarame.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti vamwe vakati, “Isu navanakomana navanasikana vedu tiri vazhinji; kuti tidye uye kuti tigorarama, tinofanira kuwana zviyo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwaiva navamwe vaiti, “Pamwechete navana vedu vakomana navasikana kudai, tawanda isu. Dai tawanawo mbesanwa dzokudya tidyewo tigorarama.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vamwe vakati, “Isu navanakomana vedu tiri vazhinji; ngatipiwe zviyo, tidye, tirarame.”
Shona 2009?
Nokuti vamwe vakati, "Isu navanakomana vedu tiri vazhinji; ngatipiwe zviyo, tidye, tirarame."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vamwe vakati, “Isu navanakomana vedu tiri vazhinji; ngatipiwe zviyo, tidye, tirarame.”