Nehemiah 5:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndakatsamŋa kwaɀo ndicinzwa kucema kwaʋo namashoko iwayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pandakanzwa kuchema kwavo kukuru nezvairehwa izvi, ndakatsamwa kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakashatirwa kwazvo pandakanzwa kugunun'una kwavo pamwechete namazwi iwaya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndakatsamwa kwazvo ndichinzwa kuchema kwavo namashoko iwayo.
Shona 2009?
Ipapo ndakatsamwa kwazvo ndichinzwa kuchema kwavo namashoko iwayo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndakatsamwa kwazvo ndichinzwa kuchema kwavo namashoko iwayo.