Nehemiah 5:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikati ʋo: Cinhu camunoita cakaipa; ko hamufaniri kufamba mucitya Mŋari weɗu, kuti tirege kushoʋorwa naʋaʋeŋgi ʋeɗu ʋahedeni?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka ndakaenderera mberi ndikati, “Zvamunoita hazvina kunaka. Ko, hamaifanira kufamba mukutya Mwari wedu here kuti vavengi vedu vechihedheni varege kutishora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokubva ndati, “Zvamuri kuita izvi hazvina kunaka. Hamufaniri here kutevedza gwara rokutya Mwari kuitira kuti tirege kushorwa neveChirudzi vavengi vedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikatiwo, “Chinhu chamunoita chakaipa; ko hamufaniri kufamba muchitya Mwari wedu, kuti tirege kushorwa navavengi vedu vahedheni?
Shona 2009?
Ndikatiwo, "Chinhu chamunoita chakaipa; ko hamufaniri kufamba muchitya Mwari wedu, kuti tirege kushorwa navavengi vedu vahedheni?
Shona SUB 2002 Bible
Ndikatiwo, “Chinhu chamunoita chakaipa; ko hamufaniri kufamba muchitya Mwari wedu, kuti tirege kushorwa navavengi vedu vahedheni?