Nehemiah 6:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Sanbarati, naTobia, naGeshemi muArabia, naʋamŋe ʋaʋeŋgi ʋeɗu ʋakati ʋaʋudzwa kuti ndaʋaka ruȿiŋgo, ʋuye kuti takaŋga tisinokusiya pakakoromoka; (kunyaŋge kuȿikira paŋguʋa iyo ndakaŋga ndicigere kutimika magonhi pamasuʋo;)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shoko rakati rasvika kuna Sanibharati, Tobhia naGeshemu muArabhia uye noruzhinji rwavavengi vedu kuti ndakanga ndavakazve rusvingo uye pakanga pasina chakanga chasara parwuri, kunyange panguva iyoyo ndakanga ndisati ndamisa makonhi pamasuo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino pazvakasvitswa munzeve dzaSanibharati naTobhiya naGeshemu muArabhu nomunzeve dzavamwe vavengi vedu vose kuti ndakavaka rusvingo, uye kuti pakanga pasisina kana gwanza zvaro (kunyange zvazvo ndakanga ndisati ndasungirira makonhi pamisuo mikuru yeguta),
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Sanibharati, naTobhia, naGeshemu muArabhia, navamwe vavengi vedu vakati vaudzwa kuti ndavaka rusvingo, uye kuti takanga tisinokusiya pakakoromoka; (kunyange kusvikira panguva iyo ndakanga ndichigere kutimika magonhi pamasuo;)
Shona 2009?
Zvino Sanibharati, naTobhia, naGeshemu muArabhia, navamwe vavengi vedu vakati vaudzwa kuti ndavaka rusvingo, uye kuti takanga tisinokusiya pakakoromoka; (kunyange kusvikira panguva iyo ndakanga ndichigere kutimika magonhi pamasuo;)
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Sanibharati, naTobhia, naGeshemu muArabhia, navamwe vavengi vedu vakati vaudzwa kuti ndavaka rusvingo, uye kuti takanga tisinokusiya pakakoromoka; (kunyangwe kusvikira panguva iyo ndakanga ndichigere kutimika magonhi pamasuwo;)