Nehemiah 6:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikaʋona kwaɀo kuti Mŋari wakaŋga asina‐kumutuma; asi wakandiprofitera iɀoɀo, nokuti wakaŋga afufurwa naTobia naSanbarati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakaona kuti Mwari akanga asina kumutuma asi kuti aiprofita zvakaipa pamusoro pangu nokuti akanga atengwa naTobhia naSanibharati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakazvinzwisisa ndikaona kuti Mwari haana kunge amutuma, asi shoko raandiporofitira iri pamusana paTobhiya naSanibharati, vakanga vamutenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikaona kwazvo kuti Mwari akanga asina kumutuma; asi akandiporofitera izvozvo, nokuti akanga afufurwa naTobhia naSanibharati.
Shona 2009?
Ndikaona kwazvo kuti Mwari akanga asina kumutuma; asi akandiporofitira izvozvo, nokuti akanga afufurwa naTobhia naSanibharati.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikaona kwazvo kuti Mwari akanga asina kumutuma; asi akandiporofitera izvozvo, nokuti akanga afufurwa naTobhia naSanibharati.