Nehemiah 6:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaŋga afufurwa nemhaka iyo, kuti nditye, ndiite saiɀoɀo, nditadze, kuti ʋawane caʋaŋgandicera naco, ʋagondishoʋora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akanga atengwa kuti azondivhundutsira kuitira kuti ndiite chivi nokuita izvi, uye ipapo vagondipa zita rakaipa kuti vandisvibise.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndozvavakamutengera izvozvo kuti ini nditye, ndiite saizvozvo, ndiparamure chitadzo, vagondipa zita rakaipa vachindifumura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akanga afufurwa nemhaka iyo, kuti nditye, ndiite saizvozvo, nditadze, kuti vawane chavangandichera nacho, vagondishora.
Shona 2009?
Akanga afufurwa nemhaka iyo, kuti nditye, ndiite saizvozvo, nditadze, kuti vawane chavangandichera nacho, vagondishora.
Shona SUB 2002 Bible
Akanga afufurwa nemhaka iyo, kuti nditye, ndiite saizvozvo, nditadze, kuti vawane chavangandichera nacho, vagondishora.