Nehemiah 6:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Raŋgarirai henyu, Mŋari waŋgu, maɓasa awa aTobia naSanbarati, naNoadia muprofitakadzi, naʋamŋe ʋaprofita, ʋakaidza kundityisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Mwari wangu, rangarirai henyu Tobhia naSanibharati, nokuda kwezvavaita; rangariraiwo muprofitakadzi Noadhia uye noruzhinji rwavaprofita avo vanga vachiedza kundivhundutsa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mwari wangu rangarirai Tobhiya naSanibharati nezvinhu zvavakaita izvi murangarirewo mukadzi uyu muporofita Noadiya navamwe vaporifita vose vanoda kundipa mweya wokutya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rangarirai henyu, Mwari wangu, mabasa awa aTobhia naSanibharati, naNowadhia muporofitakadzi, navamwe vaporofita, vakaidza kundityisa.
Shona 2009?
Rangarirai henyu, Mwari wangu, mabasa awa aTobhia naSanibharati, naNowadhia muporofitakadzi, navamwe vaporofita, vakaidza kundityisa.
Shona SUB 2002 Bible
Rangarirai henyu, Mwari wangu, mabasa awa aTobhia naSanibharati, naNowadhia muporofitakadzi, navamwe vaporofita, vakaidza kundityisa.