Nehemiah 6:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋazhinji ʋaiʋa’po paJuda ʋakaŋga ʋapika kwaari, nokuti waiʋa mukwambo waShekania mŋanakomana waAra; mŋanakomana wake Jehohanani wakaŋga awana mukunda waMeshurami mŋanakomana waBerekia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti vazhinji muJudha vakanga vaita mhiko pasi pake, sezvo akanga ari mukuwasha kuna Shekania mwanakomana waAra, uye mwanakomana wake Jehohanani akanga akawana mwanasikana waMeshurami mwanakomana waBherekia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vazhinji maJudha imomo vakanga vakabatana naye nemhiko pamusana pokuti iye aiva mukuwasha waShekaniya mwanakomana wokwaAra. Mwanakomana wake Jehohanani akanga aroorawo mukadzi wake aiva mwanasikana waMeshuramu mwanakomana waBherekiya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vazhinji vaivapo paJudha vakanga vapika kwaari, nokuti waiva mukwambo waShekania mwanakomana waAra; mwanakomana wake Jehohanani akanga awana mukunda waMeshurami mwanakomana waBherekia.
Shona 2009?
Nokuti vazhinji vaivapo paJudha vakanga vapika kwaari, nokuti waiva mukwambo waShekania mwanakomana waAra; mwanakomana wake Jehohanani akanga awana mukunda waMeshurami mwanakomana waBherekia.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vazhinji vaivapo paJudha vakanga vapika kwaari, nokuti waiva mukwambo waShekania mwanakomana waAra; mwanakomana wake Jehohanani akanga awana mukunda waMeshurami mwanakomana waBherekia.