Nehemiah 6:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sanbarati naGeshemi ndokutuma shoko kwandiri, ʋaciti: Ʋuyai, tisoŋgane panomumŋe musha paɓani reOno. Asi ʋakaŋga ʋaciɗa kundiitira ɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sanibharati naGeshemu vakatuma shoko kwandiri vakati, “Uya tisangane pano mumwe wemisha iri mubani reOno.” Asi vakanga vachironga kundiitira zvakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sanibharati naGeshemu, vakanditumira shoko rokuti, “Uya tisangane kune mumwe musha uri mubani reOno.” Asi zvavakanga vafunga ndezvokundikuvadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sanibharati naGeshemu ndokutuma shoko kwandiri, vachiti, “Uyai, tisangane panomumwe musha pabani reOno.” Asi vakanga vachida kundiitira zvakaipa.
Shona 2009?
Sanibharati naGeshemu ndokutuma shoko kwandiri, vachiti, "Uyai, tisangane panomumwe musha pabani reOno." Asi vakanga vachida kundiitira zvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Sanibharati naGeshemu ndokutuma shoko kwandiri, vachiti, “Uyai, tisangane pano mumwe musha pabani reOno.” Asi vakanga vachida kundiitira zvakaipa.