Nehemiah 6:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakatumira kwandiri saiɀoɀo kanna, ndikaʋapindura ɀe saiɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakatuma shoko rimwe chetero kwandiri runa rwose, asi ndakavapindura zvimwe chetezvo nguva dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatumira shoko kwandiri nomutoo mumwechetewo kanosvika kana, ini ndikavapindurawo zvimwechetezvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakatumira kwandiri saizvozvo kana, ndikavapindurazve saizvozvo.
Shona 2009?
Vakatumira kwandiri saizvozvo kana, ndikavapindurazve saizvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakatumira kwandiri saizvozvo kana, ndikavapindurazve saizvozvo.