Nehemiah 6:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Sanbarati wakatuma ɀe muranda wake kwandiri saiɀoɀo rwecishanu, akaɓata ŋwadi yakazaruka muruʋoko rwake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino, Sanibharati akatumazve muranda wake kwandiri kechishanu, neshoko rimwe chetero netsamba mumaoko ake yakanga isina kunamwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nenzira imwecheteyo Sanibharati akanditumira kechishanu muranda wake netsamba muruoko yakanga yakazaruka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Sanibharati wakatumazve muranda wake kwandiri saizvozvo rwechishanu, akabata n’wadhi yakazaruka muruoko rwake;
Shona 2009?
Ipapo Sanibharati wakatumazve muranda wake kwandiri saizvozvo rwechishanu, akabata mwadhi yakazaruka muruoko rwake;
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Sanibharati wakatumazve muranda wake kwandiri saizvozvo rwechishanu, akabata tsamba yakazaruka muruoko rwake;