Nehemiah 6:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye, kuti iwe wakagadza ʋaprofita ʋanoparidza pamsoro pako paJerusarema, ʋaciti: Pakati paJuda panamambo. Ɀino mashoko iwayo acandoziʋiswa mambo. Naiɀoɀo ɀino ciʋuya, tiraŋgane tose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye wakatogadza vaprofita kuti vataure pamusoro pako muJerusarema vachiti: ‘MuJudha mava namambo!’ Zvino nyaya iyi ichasvika kuna mambo, saka uya titaurirane.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwe wakagadza vaporofita vokuparidza nezvako muJerusaremu vachiti, ‘Munyika yaJudha mave namambo.’ Zvino shoko irori rakaita saizvozvi rava kundosvitswa kuna mambo. Saka iwe uya titaurirane.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye, kuti iwe wakagadza vaporofita vanoparidza pamusoro pako paJerusaremu, vachiti, ‘Pakati paJudha pana mambo.’ Naizvozvo zvino chiuya, tirangane tose.”
Shona 2009?
Uye, kuti iwe wakagadza vaporofita vanoparidza pamusoro pako paJerusaremu, vachiti, `Pakati paJudha pana mambo.' Naizvozvo zvino chiuya, tirangane tose."
Shona SUB 2002 Bible
Uye, kuti iwe wakagadza vaporofita vanoparidza pamusoro pako paJerusaremu, vachiti, ‘Pakati paJudha pana mambo.’ Naizvozvo zvino chiuya, tirangane tose.”