Nehemiah 6:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋose ʋakaŋga ʋacitȿaka kutityisa, ʋaciti: Maʋoko aʋo ŋgaashaiswe simba paɓasa, kuti rirege kupedzwa. Asi ɀino, Mŋari, simbisai maʋoko aŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose vaingoedza kutivhundutsira vachiti mumwoyo yavo, “Maoko avo achaneta nebasa, uye harizoperi.” Asi ndakanyengetera ndikati, “Simbisai maoko angu zvino.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti vose zvavo vaida kutityisidzira vachifunga kuti pabasa irori maoko edu anobva arengwendeka, richibva raregwa kuitwa, asi imi Mwari simbisai maoko angu, ini ndokubva ndagwinyisa maoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vose vakanga vachitsvaka kutityisa, vachiti, “Maoko avo ngaashaiwe simba pabasa, kuti rirege kupedzwa.” Asi zvino, Mwari simbisai maoko angu.
Shona 2009?
Nokuti vose vakanga vachitsvaka kutityisa, vachiti, "Maoko avo ngaashaiwe simba pabasa, kuti rirege kupedzwa." Asi zvino, Mwari simbisai maoko angu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vose vakanga vachitsvaka kutityisa, vachiti, “Maoko avo ngaashaiwe simba pabasa, kuti rirege kupedzwa.” Asi zvino, Mwari simbisai maoko angu.