Nehemiah 7:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaPahati‐moabi, ʋaʋana ʋaJeshua naJoabi, ɀuru ɀiʋiri namazana masere negumi naʋasere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvaPahati-Moabhu (kubudikidza nokuna Jeshua naJoabhu), zviuru zviviri, namazana masere ane gumi navasere;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vokwaPahatimoabhu vari vokwaJeshua naMoabhu zviuru zviviri zvina mazana masere ane gumi navasere
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaPahatimoabhi, vavana vaJeshura naJoabhu, zviuru zviviri namazana masere negumi navasere.
Shona 2009?
Vana vaPahatimoabhi, vavana vaJeshura naJoabhu, zviuru zviviri namazana masere negumi navasere.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vaPahatimoabhu, vevana vaJeshura naJoabhu, zviuru zviviri namazana masere negumi navasere.