Nehemiah 7:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaErami, curu cimŋe namazana maʋiri namakumi mashanu naʋanna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvaEramu, chiuru chimwe, china mazana maviri namakumi mashanu navana;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vokwaEramu chiuru china mazana maviri ana makumi mashanu ana vana
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaErami, chiuru chimwe namazana maviri namakumi mashanu navana.
Shona 2009?
Vana vaErami, chiuru chimwe namazana maviri namakumi mashanu navana.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vaErami, chiuru chimwe namazana maviri namakumi mashanu navana.