Nehemiah 7:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndikagadza Hanani munuŋuna waŋgu, naHanania muɓati wenhare, ʋaʋe ʋatariri ʋeJerusarema; nokuti wakaŋga ari munhu wakatendeka, acitya Mŋari kupfuʋura ʋazhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakagadza Hanani hama yangu kuti ave mutariri weJerusarema naHanania kuti ave mukuru wepanhare, nokuti aiva munhu anokudzwa uye aitya Mwari kupinda zvingaitwa noruzhinji rwavanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndakapa munun'una wangu Hanani naHananiya mutongi wakamuzinda kavarwi vehondo basa rokuona nezveJerusaremu pamusana pokuti aiva munhu ari pachokwadi uye anotya Mwari kupinda vazhinji.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndikagadza Hanani munun'una wangu, naHanania mubati wenhare, vave vatariri veJerusaremu; nokuti akanga ari munhu akatendeka, achitya Mwari kupfuura vazhinji.
Shona 2009?
ndikagadza Hanani munun'una wangu, naHanania mubati wenhare, vave vatariri veJerusaremu; nokuti akanga ari munhu akatendeka, achitya Mwari kupfuura vazhinji.
Shona SUB 2002 Bible
ndikagadza Hanani munun'una wangu, naHanania mubati wenhare, vave vatariri veJerusaremu; nokuti akanga ari munhu akatendeka, achitya Mwari kupfuura vazhinji.