Nehemiah 7:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋeSenaa, ɀuru ɀitatu namazana mapfumbamŋe namakumi matatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vokuSenaa, zviuru zvitatu mazana mapfumbamwe namakumi matatu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vokuSenaa zviuru zvitatu namazana mapfumbamwe ana makumi matatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana veSenaa, zviuru zvitatu namazana mapfumbamwe namakumi matatu.
Shona 2009?
Vana veSenaa, zviuru zvitatu namazana mapfumbamwe namakumi matatu.
Shona SUB 2002 Bible
Vana veSena, zviuru zvitatu namazana mapfumbamwe namakumi matatu.